Eksodo 38:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Akaisa matanda mukati mezvindori zvaiva panhivi dzeatari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuranga, ikasava nechinhu mukati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akaisa matanda mukati meɀindori ɀaiʋa panhiʋi dzeartari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuraŋga, ikasaʋa necinhu mukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakapinza mapango mukati memhete kuitira kuti agova pamativi earitari, kuti vaitakure nawo. Vakaiita namapuranga, isina chinhu mukati. Viz kapitola |