Eksodo 38:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Ndarira yezvipo yakanga ina matarenda ana makumi manomwe namashekeri ane zviuru zviviri namazana mana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndarira yeɀipo yakaŋga inamatarenta anamakumi manomŋe namashekeri aneɀuru ɀiʋiri namazana manna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndarira yomupiro wokuvheyeswa yairema makirogiramu zviuru zviviri zvine mazana mana ana makumi maviri amakirogiramu namakirogiramu mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndarira yakabva kuzvipiriso zvokuninira yaiva matarenda makumi manomwe namashekeri zviuru zviviri namazana mana. Viz kapitola |