Eksodo 38:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Zvirembedzwa zvose zvemicheka paruvanze zvaipotedza nhivi dzose, zvaiva zvomucheka wakaisvonaka wakarukwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀirembedzwa ɀose ɀemiceka paruʋazhe ɀaipotedza nhiʋi dzose, ɀaiʋa ɀomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Machira ose okudzikatirisa aikomberedza nhandare yacho akanga akagadzirwa namachira erineni akanakisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Machira ose okudzikatirisa aikomberedza nhandare yacho akanga akagadzirwa namachira erineni akanakisisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvidzitiro zvose zvaipoteredza ruvazhe zvaiva zvomucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Viz kapitola |