Eksodo 37:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Akaveza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋeza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo akaita mapango omuti womuunga uye akaafukidza negoridhe. Viz kapitola |