Eksodo 37:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Akaiumbira zvindori zvina zvendarama, akazviisa pamakumbo ayo mana; zvindori zviviri zvaiva parutivi rumwe, nezvindori zviviri panorumwe rutivizve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akaiʋumbira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaɀiisa pamakumbo ayo manna; ɀindori ɀiʋiri ɀaiʋa parutiʋi rumŋe, neɀindori ɀiʋiri panorumŋe rutiʋi ɀe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akarigadzirira maringi mana endarama okuisa mumakona mana ebhokisi. Akaisa maringi iwayo pamakona mana ebhokisi akati uku maviri uku maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akarigadzirira maringi mana endarama okuisa mumakona mana ebhokisi. Akaisa maringi iwayo pamakona mana ebhokisi akati uku maviri uku maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akaiumbira mhete dzegoridhe ina akadziisa pamakumbo ayo mana, nemhete mbiri pano rumwe rutivi uye dzimwe mbiri kuno rumwezve rutivi. Viz kapitola |