Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 36:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Mosesi akaraira kuti shoko riparidzwe kumisasa, rokuti, “Kunyange murume kana mukadzi ngaarege kuzoitazve basa rimwe nezvipo zvokupa nzvimbo tsvene.” Naizvozvo vanhu vakadziviswa kuzouya nezvimwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Mosesi akaraira kuti shoko riparidzwe kumisasa, rokuti: Kunyaŋge murume kana mukadzi ŋgaarege kuzoita ɀe ɓasa rimŋe reɀipo ɀokupa nɀimbo tȿene. Naiɀoɀo ʋanhu ʋakadziʋiswa kuzoʋuya neɀimŋe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mosesi akatuma chirevo mumatendhe chokuti, “Ngapachirega kunge pachave nomurume kana mukadzi anouya nechipo chokushandisa muNzvimbo Inoera.” Naizvozvo vanhu vakarega kuunza zvipo izvozvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mosesi akatuma chirevo mumatendhe chokuti, “Ngapachirega kunge pachave nomurume kana mukadzi anouya nechipo chokushandisa muNzvimbo Inoera.” Naizvozvo vanhu vakarega kuunza zvipo izvozvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo Mozisi akarayira uye vakatuma shoko iri pakati pomusasa wose vachiti, “Ngakurege kuva nomurume kana mukadzi achaitazve chimwe chinhu sechipo chenzvimbo tsvene.” Nokudaro vanhu vakadziviswa kuuyisa zvimwe,

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 36:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy