Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 36:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 vakataura naMosesi, vachiti, “Vanhu vanouya nezvakawandisa kupfuura zvinokwana kuita basa rakarairwa naJehovha kuti riitwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ʋakataura naMosesi, ʋaciti: Ʋanhu ʋanoʋuya neɀakawandisa kupfuʋura ɀinokwana kuite‐ɓasa rakarairwa naJehova kuti riitwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 vakati kuna Mozisi, “Vanhu vari kuuya nezvakawandisa zvokuitisa basa rakarayirwa naJehovha kuti riitwe.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 36:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy