Eksodo 36:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namamŋe macira akaaɓatanidza pamŋe cete ɀe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakabatanidza zvimwe zvidzitiro zvishanu pamwe chete uye vakaita zvimwe chetezvo pane zvimwe zvishanu. Viz kapitola |