Eksodo 35:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Mosesi akataura neungano yose yavana vaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha, achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mosesi akataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova, aciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi akataurirawo gungano rose ravaIsiraeri kuti, “Hechinoi chirevo chakatemwa naTenzi chinoti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi akataurirawo gungano rose ravaIsiraeri kuti, “Hechinoi chirevo chakatemwa naTenzi chinoti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mozisi akati kuungano yose yavaIsraeri, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha: Viz kapitola |