Eksodo 35:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Akaisa mumwoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akaisa mumŋoyo make ʋucenjeri bgokudzidzisa ʋamŋe, iye naOhoriabi, mŋanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Uye apa vose vari vaviri iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani kugona kudzidzisa vamwe. Viz kapitola |