Eksodo 35:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona kubata mabasa ose oumhizha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 nokuʋeza mabge anoiswa mukati, nokuʋeza matanda, nokugona kuɓata maɓasa ose oʋumhizha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 uye kuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu, nokuvezawo miti nokuitawo mamwe mabasa oumhizha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 uye kuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu, nokuvezawo miti nokuitawo mamwe mabasa oumhizha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 kuveza nokuronga mabwe, kushanda mukuveza matanda uye nokuita mhando dzose dzoumhizha. Viz kapitola |