Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 35:25 - Shona Bible 1949 revised 2002

25 Vakadzi vose vaiva nemwoyo yakangwara vakaruka namaoko avo, vakauya nezvavakaruka, zvaiti: Zvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ʋakadzi ʋose ʋaiʋa nemŋoyo yakaŋgwara ʋakaruka namaʋoko aʋo, ʋakaʋuya neɀaʋakaruka, ɀaiti: Ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vanhukadzi vose vainge vari nyanzvi dzokuruka vakagadzira machira erineni akanyatsogadzirwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku vakauya nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Vanhukadzi vose vainge vari nyanzvi dzokuruka vakagadzira machira erineni akanyatsogadzirwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku vakauya nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Mukadzi wose aigona kuruka akaruka namaoko ake uye akauyisa zvaakanga aruka, wuru yebhuruu, pepuru kana tsvuku kana mucheka wakaisvonaka.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 35:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy