Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 34:35 - Shona Bible 1949 revised 2002

35 Vana vaIsiraeri vakaona chiso chaMosesi, kuti ganda rechiso chaMosesi raibwinya; zvino Mosesi wodzoserazve chifukidzo pachiso chake, kusvikira opinda kundotaura naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋona ciso caMosesi, kuti ganda reciso caMosesi raibginya; ɀino Mosesi wodzosera ɀe cifukidzo paciso cake, kuȿikira opinda kundotaura naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 VaIsiraeri vaiona kuti chiso chaMosesi chiri kupenya, naizvozvo Mosesi aitora mucheka ofukidza chiso chake pakare kusvikira, nguva yaaindotaura naMwari zvakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 VaIsiraeri vaiona kuti chiso chaMosesi chiri kupenya, naizvozvo Mosesi aitora mucheka ofukidza chiso chake pakare kusvikira, nguva yaaindotaura naMwari zvakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 vaiona kuti chiso chake chakanga chichibwinya. Ipapo Mozisi aizoisazve chifukidzo pachiso chake kusvikira apinda kundotaura naJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 34:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy