Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 34:30 - Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Aroni navana vaIsiraeri vose vakati vachiona Mosesi, vakaona ganda rechiso chake richibwinya, vakatya kuswedera kwaari;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Aroni naʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋaciʋona Mosesi, ʋakaʋona ganda reciso cake ricibginya, ʋakatya kusweɗera kwaari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Aroni navaIsiraeri vose vakatarisa Mosesi, onei ganda rouso hwake riri kupenya, vakabva vatya kusvika pedyo naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Aroni navaIsiraeri vose vakatarisa Mosesi, onei ganda rouso hwake riri kupenya, vakabva vatya kusvika pedyo naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Aroni navaIsraeri vose pavakaona Mozisi, chiso chake chakanga chichibwinya, uye vakatya kuswedera pedyo naye.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 34:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy