Eksodo 34:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 “Unofanira kubata mazuva matanhatu, asi nezuva rechinomwe uzorore, nenguva yokurima neyokukohwa uzorore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Unofanira kuɓata mazuʋa matanhatu, asi nezuʋa recinomŋe uzorore, neŋguʋa yokurima neyokukohwa uzorore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Kwamazuva matanhatu, shanda zvako, asi pazuva rechinomwe unofanira kuzorora, pangave pakurima kana pakukohwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Kwamazuva matanhatu, shanda zvako, asi pazuva rechinomwe unofanira kuzorora, pangave pakurima kana pakukohwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Mubate basa mazuva matanhatu, asi nezuva rechinomwe munofanira kuzorora; kunyange munguva dzokurima nedzokukohwa munofanira kuzorora. Viz kapitola |