Eksodo 33:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndichaitawo chinhu ichi chawareva, nokuti wawana nyasha pamberi pangu, ndinokuziva nezita rako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ndicaita ʋo cinhu ici cawareʋa, nokuti wawana nyasha pamberi paŋgu, ndinokuziʋa nezita rako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndichaita chinhu ichocho chawakumbira, nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Viz kapitola |