Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ndatarira ʋanhu aʋa, ndaʋona kuti ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndaona vanhu ava, uye vanhu vane mitsipa mikukutu.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy