Eksodo 32:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Zvino Jehovha akataura naMosesi akati, “Enda, buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa munyika yeIjipiti, vazvitadzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Jehova akataura naMosesi, akati: Enda, ɓuruka, nokuti ʋanhu ʋako, ʋawaɓuɗisa munyika yeEgipita, ʋaɀitadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tenzi akati kuna Mosesi, “Chiburuka mugomo muno nokuti vanhu vako vawakaburitsa kunyika yeIjipiti vaipa, vaenda mutome; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Buruka, nokuti vanhu vako, vawakabudisa muIjipiti, vaora. Viz kapitola |