Eksodo 32:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Zvino chienda, uperekedze vanhu vaende kwandakavaudza; tarira, mutumwa wangu achakutungamirira; asi nomusi wandicharova nawo, ndichavarova nokuda kwezvivi zvavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino cienda, uperekedze ʋanhu ʋaende kwandakaʋaʋudza; tarira, mutumŋa waŋgu ucakutuŋgamirira; asi nomusi wandicaroʋa nawo, ndicaʋaroʋa nokuɗa kweɀiʋi ɀaʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvino chienda undotungamirira vanhu vaende kunyika iya kwandakakuudza. Mutumwa wangu achakutungamirira. Asi zuva randichavabvakachira ndichavarangira chitadzo chavo ichochi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvino chienda undotungamirira vanhu vaende kunyika iya kwandakakuudza. Mutumwa wangu achakutungamirira. Asi zuva randichavabvakachira ndichavarangira chitadzo chavo ichochi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Zvino chienda, tungamirira vanhu kunzvimbo yandakataura nezvayo, uye mutumwa wangu achakutungamirirai. Kunyange zvakadaro, nguva yokuti ndirange painosvika, ndichavaranga nokuda kwechivi chavo.” Viz kapitola |