Eksodo 32:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Jehovha akati kuna Mosesi, “Uyo wakanditadzira, ndiye wandichadzima pabhuku rangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Jehova akati kunaMosesi: Uyo wakanditadzira, ndiye wandicadzima pabuku yaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi Tenzi akati kuna Mosesi, “Anenge anditadzira ndiye wandinodzima mubhuku rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi Tenzi akati kuna Mosesi, “Anenge anditadzira ndiye wandinodzima mubhuku rangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Jehovha akapindura Mozisi akati, “Ani naani anenge atadzirana neni ndichamudzima mubhuku rangu. Viz kapitola |