Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:30 - Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino fume mangwana Mosesi akati kuvanhu, “Imi makatadza nokutadza kukuru, asi zvino ini ndichakwira kuna Jehovha, zvimwe ndingayananisira zvivi zvenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino fume maŋgwana Mosesi akati kuʋanhu: Imi makatadza nokutadza kukuru, asi ɀino ini ndicakwira kunaJehova, ɀimŋe ndiŋgayananisira ɀiʋi ɀenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Mangwana acho Mosesi akataurira vaIsiraeri kuti, “Imi makatadzira Mwari, nechitadzo chikuru kwazvo, zvino ini ndichadzokera kuna Tenzi, pamwe, ndingagone kumuteta pachitadzo chenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Mangwana acho Mosesi akataurira vaIsiraeri kuti, “Imi makatadzira Mwari, nechitadzo chikuru kwazvo, zvino ini ndichadzokera kuna Tenzi, pamwe, ndingagone kumuteta pachitadzo chenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Fume mangwana Mozisi akati kuvanhu, “Maita chitadzo chikuru. Asi zvino ndichaenda kuna Jehovha; zvimwe ndingagona kukuitirai yananiso nokuda kwechivi chenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy