Eksodo 32:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino vanhu vose vakagura zvindori zvendarama zvakanga zviri panzeve dzavo, vakauya nazvo kuna Aroni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakagura ɀindori ɀendarama ɀakaŋga ɀiri panzeʋe dzaʋo, ʋakaʋuya naɀo kunaAroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo dzendarama dzaiva panzeve dzavo vakauya nadzo kuna Aroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo dzendarama dzaiva panzeve dzavo vakauya nadzo kuna Aroni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka vanhu vose vakabvisa mhete dzavo vakauya nadzo kuna Aroni. Viz kapitola |