Eksodo 32:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mosesi akati kunaAroni: Ʋanhu aʋa ʋakakuitireiko, ɀawaʋuyisa ciʋi ici cikuru pamsoro paʋo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati kuna Aroni, “Ko vanhu ava vakaiteiko kwauri, zvawakavatungamirira muchivi chikuru zvakadai?” Viz kapitola |