Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 32:16 - Shona Bible 1949 revised 2002

16 Mahwendefa iwayo rakanga riri basa raMwari, norunyoro rwakanga ruri runyoro rwaMwari, rwakanga rwakatemwa pamahwendefa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Mahwendefa iwayo rakaŋga riri ɓasa raMŋari, norunyoro rwakaŋga ruri runyoro rwaMŋari, rwakaŋga rwakatemŋa pamahwendefa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mwari ndiye akanga agadzira mafendefa iwayo, ndiye pachake akanyora mitemo paari. Mazwi acho akanga akaita zvokutemerwa pabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mwari ndiye akanga agadzira mafendefa iwayo, ndiye pachake akanyora mitemo paari. Mazwi acho akanga akaita zvokutemerwa pabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Mahwendefa aya rakanga riri basa raMwari; runyoro rwakanga rwuri runyoro rwaMwari, rwakatemwa pamahwendefa.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 32:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy