Eksodo 31:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona marudzi ose amabasa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nokuʋeza mabge anoiswa mukati, nokuʋeza matanda, nokugona marudzi ose amaɓasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu nokuvezawo miti nokuita mamwewo mabasa oumhizha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu nokuvezawo miti nokuita mamwewo mabasa oumhizha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 kuveza nokuronga mabwe, kushanda pabasa rokuveza matanda, nokubata mumhando dzose dzoumhizha. Viz kapitola |