Eksodo 31:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Tarira, ndadana Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, nezita rake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tarira, ndaɗana Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, nezita rake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Tarira ndasarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, Viz kapitola |