Eksodo 30:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Ngaarege kudirwa panyama yomunhu; uye musaita mamwe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matsvene, anofanira kuva chinhu chitsvene kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ŋgaarege kuɗirwa panyama yomunhu; ʋuye musaita mamŋe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matȿene, anofanira kuʋa cinhu citȿene kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ngaarege kungodirwa pamunhu wose wose. Musaite mamwe mafuta enyu akafana nawo. Mafuta aya, mafuta anoera, anoerawo kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ngaarege kungodirwa pamunhu wose wose. Musaite mamwe mafuta enyu akafana nawo. Mafuta aya, mafuta anoera, anoerawo kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Musaadira pamiviri yavanhu uye musaita mafuta api zvawo nenzira imwe cheteyo. Matsvene, uye munofanira kuaita matsvene. Viz kapitola |