Eksodo 30:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Uzvitsaure, zvive zvinhu zvitsvene kwazvo; zvose zvinozvigunzva zvichava zvitsvenewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Uɀitsaure, ɀiʋe ɀinhu ɀitȿene kwaɀo; ɀose ɀinoɀigunɀa ɀicaʋa ɀitȿene ʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana mukateketerera kuna Mwari zvinhu izvozvo nomutoo iwoyu zvichava zvinoera kwazvo. Chii zvacho chichagunzvana nazvo chichava chinoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana mukateketerera kuna Mwari zvinhu izvozvo nomutoo iwoyu zvichava zvinoera kwazvo. Chii zvacho chichagunzvana nazvo chichava chinoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Unofanira kuzvitsaura kuti zvigova zvitsvene-tsvene, uye zvose zvichazvigunzva zvichava zvitsvene. Viz kapitola |