Eksodo 30:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Kana vopinda mutende rokusangana, vanofanira kuzvishambidza nemvura, kuti varege kufa, kana voswedera paatari kuzoshumira, kana kupisira Jehovha chipiriso chinopiswa nomoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana ʋopinda mutente rokusoŋgana, ʋanofanira kuɀishambidza nemvura, kuti ʋarege kufa, kana ʋosweɗera paartari kuzoshumira, kana kupisira Jehova cipiriso cinopiswa nomŋoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kana vava kupinda mutendhe rokusanganira kana kuenda kuatari kundopireni Tenzi mupiro unopiswa nomoto, ngavashambe nemvura iyoyo, vakarega kudaro vanofa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kana vava kupinda mutendhe rokusanganira kana kuenda kuatari kundopireni Tenzi mupiro unopiswa nomoto, ngavashambe nemvura iyoyo, vakarega kudaro vanofa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Pose pavachapinda muTende Rokusangana vachashamba kuitira kuti varege kufa. Uyezve, pavanoswedera paaritari kuti vazoshumira nokupa chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, Viz kapitola |