Eksodo 3:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Ndichapa vanhu ava nyasha pamberi pavaIjipiti, kuti kana muchizoenda, murege kuenda musina chinhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicapa ʋanhu aʋa nyasha pamberi paʋaEgipita, kuti kana mucizoenda, murege kuenda musinecinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Uye ndichaita kuti vaIjipita vaitire vanhu ava nyasha, zvokuti pamunoenda hamuendi musina chinhu. Viz kapitola |