Eksodo 29:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Rimwe gwayana unofanira kuribayira mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuribayira madekwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maɗekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ubayire rimwe chete mangwanani uye nerimwe chete madekwana. Viz kapitola |