Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 29:37 - Shona Bible 1949 revised 2002

37 Unofanira kuita mazuva manomwe pakuyananisira atari, nokuitsaura; kuti atari ive tsvene kwazvo, uye zvose zvinobata paatari zvinofanira kuva zvitsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Unofanira kuita mazuʋa manomŋe pakuyananisira artari, nokuitsaura; kuti artari iʋe tȿene kwaɀo, ʋuye ɀose ɀinoɓata paartari ɀinofanira kuʋa ɀitȿene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kwamazuva manomwe, pira zvibayiro zvokupfupira atari uchiitira kuti ive inoera. Atari ichava inoera kwazvo. Chii zvacho chinenge chazogunzvana neatari chinobva chava chinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Kwamazuva manomwe, pira zvibayiro zvokupfupira atari uchiitira kuti ive inoera. Atari ichava inoera kwazvo. Chii zvacho chinenge chazogunzvana neatari chinobva chava chinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Mazuva manomwe uyananisire aritari uye uinatse. Ipapo aritari ichava tsvene-tsvene, uye chose chichaigunzva chichava chitsvene.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 29:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy