Eksodo 29:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 “Nguo dzaAroni dzichava dzavanakomana vake vanomutevera, kuti vazodzwe vakadzifuka, vagadzwe vakadzifuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ŋguʋo dzaAroni dzicaʋa dzaʋanakomana ʋake ʋanomuteʋera, kuti ʋazodzwe ʋakadzifuka, ʋagadzwe ʋakadzifuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Hanzu dzinoera dzaAroni dzaanenge asiya, afa, dzichava dzavanakomana vake kuti vadzipfeke pavanozodzwa vachigadzwa upristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Hanzu dzinoera dzaAroni dzaanenge asiya, afa, dzichava dzavanakomana vake kuti vadzipfeke pavanozodzwa vachigadzwa upristi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Nguo tsvene dzaAroni dzichava dzezvizvarwa zvake kuitira kuti vazodzwe uye vagogadzwa vakadzipfeka. Viz kapitola |