Eksodo 29:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Zvino uzviise zvose pamaoko aAroni napamaoko avanakomana vake, vagozvizunguzira, chive chipo chinozunguzirwa pamberi paJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino uɀiise ɀose pamaʋoko aAroni napamaʋoko aʋanakomana ʋake, ʋagoɀizuŋguzira, ciʋe cipo cinozuŋguzirwa pamberi paJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uise izvi zvose mumaoko aAroni navanakomana vake ugozvininira pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira. Viz kapitola |