Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 29:12 - Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino utore ropa renzombe, ugoriisa panyanga dzeatari nomunwe wako, ndokudururira ropa rose mujinga meatari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino utore ropa renzombe, ugoriisa panyaŋga dzeartari nomunwe wako, ndokuɗururira ropa rose mujiŋga meartari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Unozotora rimwe ropa rehandira iyoyo, unyike munwe wako urizore pane zvinenge nyanga zviri paatari. Ropa rose rinenge rasara ngaridururirwe pasi munyasi meatari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Unozotora rimwe ropa rehandira iyoyo, unyike munwe wako urizore pane zvinenge nyanga zviri paatari. Ropa rose rinenge rasara ngaridururirwe pasi munyasi meatari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Utore rimwe reropa rehando ugoriisa panyanga dzearitari nomunwe wako, uye ugodira rasara racho pahwaro hwearitari.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 29:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy