Eksodo 28:40 - Shona Bible 1949 revised 200240 “Navanakomana vaAroni unofanira kuvaitira nguo, uvaitirewo mabhanhire, uvaitirewo nguwani dzomusoro, vakudzwe nadzo, uye huve ukomba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Naʋanakomana ʋaAroni unofanira kuʋaitira ŋguʋo, uʋaitire ʋo mabanhire, uʋaitire ʋo ŋgoani dzomusoro, ʋakudzwe nadzo, ʋuye bguʋe ʋukomba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 “Uye ugadzirirewo vanakomana vaAroni hanzu ndefu dzinoda kusvika mumabvi nemindya yokusunga muchiuno, nenguwani kuti vave nehanzu dzakanaka dzinopa chiremera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 “Uye ugadzirirewo vanakomana vaAroni hanzu ndefu dzinoda kusvika mumabvi nemindya yokusunga muchiuno, nenguwani kuti vave nehanzu dzakanaka dzinopa chiremera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Uite majasi, ndaza namabhanhire omumusoro avanakomana vaAroni, kuti vapiwe ruremekedzo nokukudzwa. Viz kapitola |