Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 28:39 - Shona Bible 1949 revised 2002

39 “Unofanira kuitawo nguo yakarukwa yomucheka wakaisvonaka, uye uite nguwani yomucheka wakaisvonaka, uye uitewo bhanhire, rive basa romusoni anogona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Unofanira kuita ʋo ŋguʋo yakarukwa yomuceka wakaiȿo‐naka, ʋuye uite ŋgoani yomuceka wakaiȿo‐naka, ʋuye uite ʋo banhire, riʋe ɓasa romusoni unogona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 “Unofanira kugadzira jira rerineni rakanakisisa rina mavara mavara, usone hembe nengundu nomundya womuchiuno wakarukirwa uchishongedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 “Unofanira kugadzira jira rerineni rakanakisisa rina mavara mavara, usone hembe nengundu nomundya womuchiuno wakarukirwa uchishongedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 “Uruke jasi romucheka wakaisvonaka ugoita nguwani yomucheka wakaisvonaka. Ndaza inofanira kuva basa romuruki.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 28:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy