Eksodo 28:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Napahombodo yechipfuva unofanira kuita zviketani zvakafanana norwonzi, zvendarama yakamoniwa yakaisvonaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Napahomboɗo yecifuʋa unofanira kuita ɀiketani ɀakafanana norwonzi, ɀendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Unozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa twokuisa panyembe yepadundundu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Unozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa twokuisa panyembe yepadundundu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “Uite ngetani dzechidzitiro chapachipfuva dzakarukwa negoridhe rakaisvonaka, uzvimone setambo. Viz kapitola |