Eksodo 28:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 “Unofanira kuitawo hombodo yechipfuva yokutonga, rive basa romubati wakachenjera; uiite ifanane neefodhi, uiite nendarama, nezvakarukwa, zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Unofanira kuita ʋo homboɗo yecifuʋa yokutoŋga, riʋe ɓasa romuɓati wakacenjera; uiite ifanane neefodi, uiite nendarama, neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Unofanira kugadzira nyembe yepadundundu yokutonga nayo, yakanakisisa yakaitwa sezvakaitwa efodhi yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirwa neshinda ine ruvara rwendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Unofanira kugadzira nyembe yepadundundu yokutonga nayo, yakanakisisa yakaitwa sezvakaitwa efodhi yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirwa neshinda ine ruvara rwendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Uite chidzitiro chapachipfuva chokutanga, basa romunhu woumhizha. Uchiite chifanane neefodhi yewuru yegoridhe, nebhuruu, pepuru netsvuku, uye mucheka wakarukwa zvakaisvonaka. Viz kapitola |