Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 28:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Zvino uswededze kwauri Aroni, mukuru wako, navanakomana vake pamwechete naye, vabude pakati pavana vaIsiraeri, kuti andishumire pabasa roupristi, vanoti; Aroni, naNadhabhi, naAbhihu, naEreazari, naItamari, ivo vanakomana vaAroni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino usweɗedze kwauri Aroni, mukuru wako, naʋanakomana ʋake pamŋe cete naye, ʋaɓuɗe pakati paʋana ʋaIsraeri, kuti andishumire paɓasa roʋuprista, ʋanoti, Aroni, naNadabi, naAbihu, naEreazari, naItamari, iʋo ʋanakomana ʋaAroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Unozofanira kuti mukoma wako Aroni navanakomana vake Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru vauye kwauri, unditsaurire ivavo pakati pavaIsiraeri vandishandire savapristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Unozofanira kuti mukoma wako Aroni navanakomana vake Nadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru vauye kwauri, unditsaurire ivavo pakati pavaIsiraeri vandishandire savapristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Uite kuti Aroni mukoma wako pamwe chete navanakomana vake vanoti Nadhabhi naAbhihu, Ereazari naItamari vauyiswe kwandiri kubva pakati pavaIsraeri kuti vandishumire savaprista.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 28:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy