Eksodo 26:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Uitewo zvikorekedzo zvendarama zvina makumi mashanu, ugobatanidza machira nezvikorekedzo izvozvo, tabhenakeri chive chinhu chimwe chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Uite ʋo ɀikorekedzo ɀendarama ɀinamakumi mashanu, ugoɓatanidza macira neɀikorekedzo iɀoɀo, tabernakeri ciʋe cinhu cimŋe cete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Unozogadzira zvokukochekeresa zvendarama makumi mashanu, ukochekedze machira maviri aya okudzikatirisa ave tendhe rimwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo ugoita zvikoreko zvegoridhe makumi mashanu uye uzvishandise kubatanidza zvidzitiro pamwe chete kuitira kuti tabhenakeri ive chinhu chimwe. Viz kapitola |