Eksodo 26:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Uchirembedze pambiru ina, dzomuakasia dzakafukidzwa nendarama, uye dzinofanira kumira pazvigadziko zvadzo zvina zvesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ucirembedze pambiru inna dzomuakasia dzakafukidzwa nendarama; ɀikorekedzo ɀadzo ɀiʋe ɀendarama, ʋuye dzinofanira kumira paɀigadziko ɀadzo ɀinna ɀesirveri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jira rechidzikatiro unoriturika pamapango mana omuunga akanamatidzwa ndarama, ane zvipikiri zvendarama nechokumusoro, dzinomiswa pazvigadzikiro zvina zvesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Jira rechidzikatiro unoriturika pamapango mana omuunga akanamatidzwa ndarama, ane zvipikiri zvendarama nechokumusoro, dzinomiswa pazvigadzikiro zvina zvesirivha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Urirembedze nezvikorekedzo zvegoridhe pamatanda mana omuunga akafukidzwa negoridhe uye amire pamusoro pezvigadziko zvina zvesirivha. Viz kapitola |