Eksodo 16:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Nezuva retanhatu vaiunganidza chingwa vachiita zviyero zviviri, mumwe nomumwe omeri mbiri; zvino vakuru vose veungano vakauya kuzoudza Mosesi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nezuʋa retanhatu ʋaiʋuŋganidza ciŋgwa ʋaciita ɀiyero ɀiʋiri, mumŋe nomumŋe omeri mbiri; ɀino ʋakuru ʋose ʋeʋuŋgano ʋakaʋuya kuzoʋudza Mosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Pazuva rechitanhatu vakanonga chingwa chamazuva maviri, mumwe nomumwe marita mana. Vatungamiriri vose vevaIsiraeri vakauya vakazvisvitsa kuna Mosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Pazuva rechitanhatu vakanonga chingwa chamazuva maviri, mumwe nomumwe marita mana. Vatungamiriri vose vevaIsiraeri vakauya vakazvisvitsa kuna Mosesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pazuva rechitanhatu, vakaunganidza zviyero zviviri, maomeri maviri pamunhu mumwe nomumwe, uye vatungamiri veungano vakauya vakazivisa izvi kuna Mozisi. Viz kapitola |