Eksodo 16:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakaɀiʋuŋganidza maŋgwanani ose, mumŋe nomumŋe seɀaaidya; kana zuʋa ropisa ɀakanyakatika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mangwanani oga oga munhu mumwe nomumwe akaunganidza zvaimukwanira, uye zuva parakanga ropisa, zvakanyungudika. Viz kapitola |