Eksodo 15:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋanhu ʋakapopotera Mosesi, ʋakati: Ticanweiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Saka vanhu vakapopotera Mozisi vachiti, “Tonweiko?” Viz kapitola |