Eksodo 15:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Kutya nokuvhunduka kwakavawira; vakanyarara sebwe noukuru hworuoko rwenyu; kusvikira vanhu venyu vayambuka, Jehovha, kusvikira vanhu venyu vamakazvitsvakira vayambuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kutya nokuvunduka kwakaʋawira; Ʋakanyarara sebge noʋukuru bgoruʋoko rwenyu; Kuȿikira ʋanhu ʋenyu ʋayambuka, Jehova, Kuȿikira ʋanhu ʋenyu ʋamakaɀitȿakira ʋayambuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvava kungoti kutya zvikati kudedera vadumbirwa nazvo vachiti nazvo papata sedombo nokutya, pamusana pesimba renyu guru, kusvikira vanhu venyu Tenzi vapfuura pavari, kusvikira vanhu venyu vamakanunura muuranda, vapfuura pavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvava kungoti kutya zvikati kudedera vadumbirwa nazvo vachiti nazvo papata sedombo nokutya, pamusana pesimba renyu guru, kusvikira vanhu venyu Tenzi vapfuura pavari, kusvikira vanhu venyu vamakanunura muuranda, vapfuura pavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 kutya nokuvhunduka zvichavawira. Nesimba roruoko rwenyu vachanyarara kunge dombo, kusvikira vanhu venyu vapfuura, imi Jehovha, kusvikira vanhu vamakatenga vapfuura. Viz kapitola |