Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 15:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 Ipapo machinda eEdhomu akashamiswa, kudedera kwakawira vanhu vane simba veMoabhu; vanhu vose vanogara Kenani vakanyauka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ipapo macinda eEdomi akashamiswa, Kuɗeɗera kwakawira ʋanhu ʋanesimba ʋeMoabi; Ʋanhu ʋose ʋanogara Kanani ʋakanyauka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vakuru vakuru veEdhomu vadumbirwa nokutya. Machinda avaMoabhu ari kudedera, vanhu vomuKanani vaparara nokutya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vakuru vakuru veEdhomu vadumbirwa nokutya. Machinda avaMoabhu ari kudedera, vanhu vomuKanani vaparara nokutya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Madzishe eEdhomu achavhundutswa, vatungamiri veMoabhu vachabatwa nokudedera, vanhu veKenani vachanyunguduka;

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 15:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy