Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 15:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vanhu vakanzwa vakadedera, mabayo akawira vanhu vagere Firisitia.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋanhu ʋakanzwa ʋakaɗeɗera, Maɓayo akawira ʋanhu ʋagere Firistia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndudzi dzavanhu dzakazvinzwa dzikadedera zvikuru, vaFirisitia vabatwa nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ndudzi dzichazvinzwa uye dzichadedera; kurwadziwa kuchabata vanhu vokuFiristia.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 15:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy