Eksodo 13:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Unofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe; pazuva rechinomwe Jehovha ngaaitirwe mutambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unofanira kudya ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe; pazuʋa recinomŋe Jehova ŋgaaitirwe mutambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso chete, pazuva rechinomwe muchiita mabiko okupemberera Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso chete, pazuva rechinomwe muchiita mabiko okupemberera Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kwamazuva manomwe munofanira kuitira Jehovha mutambo. Viz kapitola |