Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 13:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino Farao akati aregedza vanhu kuti vaende, Mwari haana kuvafambisa nenzira yapanyika yavaFirisitia, kunyange yaiva pedyo, nokuti Mwari akati, “Zvimwe vanhu vangazvidemba, kana vachiona kurwa, vakadzokera Ijipiti;”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino Farao wakati aregedza ʋanhu kuti ʋaende, Mŋari haana‐kuʋafambisa nenzira yapanyika yaʋaFiristia, kunyaŋge yaiʋa pedyo, nokuti Mŋari wakati: Ɀimŋe ʋanhu ʋaŋgaɀiɗemba, kana ʋaciʋona kurwa, ʋakadzokera Egipita;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kuzoti Farao abvumira vaIsiraeri kuti vaende, Mwari haana kuvatungamirira kuenda nenzira inopfuura nomunyika yevaFirisitia kunyange zvayo yakanga iri iyo pfupi nokuti Mwari akati, “Vangasangane nehondo vakafunga napamwe vakadzokera kuIjipiti.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Faro akati atendera vanhu kuti vaende, Mwari haana kuvatungamirira nenzira yaipinda nomunyika yavaFiristia, kunyange zvazvo yakanga iri pfupi. Nokuti Mwari akati, “Kana vakasangana nehondo, vangashandura pfungwa dzavo vakadzokera kuIjipiti.”

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 13:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy